Song of Solomon 7:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuya muɗiwa waŋgu, ŋgatiɓuɗire kusaŋgo, Ŋgatigare mumisha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uya, mudiwa wangu, ngatiendei kumunda, tigozopedza usiku hwose kumamisha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uya hako mudiwa wangu, handei kuminda tindogara hedu kumamisha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uya mudiwa wangu, ngatibudire kusango, Ngatigare mumisha.
Shona 2009?
Uya mudiwa wangu, ngatibudire kusango, Ngatigare mumisha.
Shona SUB 2002 Bible
Uya mudiwa wangu, ngatibudire kusango, Ngatigare mumisha.