Song of Solomon 7:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Guvu rako rakaita somukombe wakatendereka, Musiŋgashaikwi waini yakaveŋganiswa; Ciʋuno cako cakaita seɗutu reɀiyo Rakakomberedzwa namaruʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Guvhu rako rakatenderera somukombe unogara uine waini yakasanganiswa zvakanaka. Chiuno chako murwi wegorosi wakakomberedzwa namaruva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Guvhu rako, mukombe wakafuturwa, waini haishaikwi mariri. Iro dumbu rako hausi murwi zvawo here wekoroni, wakatenderedzwa namaruva amariri!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Guvhu rako rakaita somukombe wakatendereka, Musingashaikwi waini yakavhenganiswa; Chiuno chako chaita sedutu rezviyo Rakakomberedzwa namaruva.
Shona 2009?
Guvhu rako rakaita somukombe wakatendereka, Musingashaikwi waini yakavhenganiswa; Chiuno chako chaita sedutu rezviyo Rakakomberedzwa namaruva.
Shona SUB 2002 Bible
Guvhu rako rakaita somukombe wakatendereka, Musingashaikwi waini yakavhenganiswa; Chiuno chako chaita sedutu rezviyo Rakakomberedzwa namaruva.