Song of Solomon 7:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakati: Ndicakwira mumucindwe, Ndiɓate mataʋi awo; Mazamu ako ŋgaaʋe samasumbu emizambiriŋga, Nokunhuwira kwemhino dzako sokunhuwira kwamaapuri,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakati, “Ndichakwira muchindwi uyu, ndigobata muchero wawo.” Mazamu ako ngaaite samasumbu omuzambiringa, munhuwi wokufema kwako uite samaapuro,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakati regai ndikwire muti womurara ndibatirire pamapazi awo. Dai mazamu ako aya, kwandiri aita sezvisumbu zvamagirepisi; kunhuwirira kwefemo rako, kuite samaapuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakati, ndichakwira mumuchindwe, Ndibate matavi awo; Mazamu ako ngaave samasumbu emidzambiringa, Nokunhuwira kwemhino dzako sokunhuwira kwamaapuri,
Shona 2009?
Ndakati, ndichakwira mumuchindwe, Ndibate matavi awo; Mazamu ako ngaave samasumbu emizambiringa, Nokunhuhwira kwemhino dzako sokunhuhwira kwamaapuri,
Shona SUB 2002 Bible
Ndakati, ndichakwira mumuchindwe, Ndibate matavi awo; Mazamu ako ngaave samasumbu emizambiringa, Nokunhuwira kwemhino dzako sokunhuwira kwamaeporo,