Song of Solomon 7:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomuromo wako sewaini yakaiȿo‐naka, Inotapira muɗikanwa waŋgu pakunwiwa kwayo, Inoyerera pamiromo yaʋaʋete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
muromo wako ugoita sewaini yakanakisisa. Waini ngaiendeswe kumudiwa wangu chaiko, igoyerera zvinyoronyoro, napamiromo yake nameno ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye kutsvoda kwako kuite sewaini yakanakisisa inonyatsodzika iwe, ichiyerera zvayo pamusoro pemiromo namazino.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nomuromo wako sewaini yakaisvonaka, Inotapira mudikanwa wangu pakunwiwa kwayo, Inoyerera pamiromo yavavete.
Shona 2009?
Nomuromo wako sewaini yakaisvonaka, Inotapira mudikamwa wangu pakumwiwa kwayo, Inoyerera pamiromo yavavete.
Shona SUB 2002 Bible
Nomuromo wako sewaini yakaisvonaka, Inotapira mudikanwa wangu pakunwiwa kwayo, Inoyerera pamiromo yavavete.