Song of Solomon 8:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, ɗai wakaŋga wakaita sehanɀadzi yaŋgu, Wakamna mazamu amai ʋaŋgu! Ƌai ndakuwana panze, ndiŋgaɗai ndakuȿeta; Ɀirokwaɀo, hakuna‐waindishoʋora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dai chete wakanga uri sehanzvadzi kwandiri, akanwa pamazamu amai vangu! Ipapo kana ndaikuwana panze, ndaikutsvoda uye hapana aizondishora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai iwe kwandiri uri sehanzvadzi uri wakayamwa pazamu ramai vangu. Dai kuri kuti ndinokuona kunze ndaikutsvoda. Uye hapana aimbondishora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Aiwa, dai wakanga wakaita sehanzvadzi yangu, Akamwa mazamu amai vangu! Dai ndakuwana panze, ndingadai ndakutsvoda; Zvirokwazvo, hakuna aindishora.
Shona 2009?
Aiwa, dai wakanga wakaita sehanzvadzi yangu, Akamwa mazamu amai vangu! Dai ndakuwana panze, ndakutsvoda; Zvirokwazvo, hakuna aindishora.
Shona SUB 2002 Bible
Aiwa, dai wakanga wakaita sehanzvadzi yangu, Akamwa mazamu amai vangu! Dai ndakuwana panze, ndingadai ndakutsvoda; Zvirokwazvo, hakuna aindishora.