Song of Solomon 8:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munda waŋgu wemizambiriŋga, iwo waŋgu, uri pamberi paŋgu; Iwe Soromoni, ucapiwa gumi ramazana, Naʋanoceŋgeta ɀiɓereko ɀawo ʋacapiwa mazana maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi munda wangu wemizambiringa ndowangu kuti ndiupe; Chiuru chamashekeri esirivha ndechako, iwe Soromoni, asi mazana mavirib ndeevanochengeta michero yawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi munda wangu wemagirepisi ndowangu ini pachangu. Iwe Soromoni ungava zvako nechuru chemari yesirivha iyoyo vachengeti vayo vachiwana zvavo mazana maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munda wangu wemidzambiringa, iwo wangu, uri pamberi pangu; Iwe Soromoni, uchapiwa gumi ramazana, Navanochengeta zvibereko zvawo vachapiwa mazana maviri.
Shona 2009?
Munda wangu wemizambiringa, iwo wangu, uri pamberi pangu; Iwe Soromoni, uchapiwa gumi ramazana, Navanochengeta zvibereko zvawo vachapiwa mazana maviri.
Shona SUB 2002 Bible
Munda wangu wemizambiringa, iwo wangu, uri pamberi pangu; Iwe Soromoni, uchapiwa gumi ramazana, Navanochengeta zvibereko zvawo vachapiwa mazana maviri.