Song of Solomon 8:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurumidza, muɗiwa waŋgu, Uʋe semharapara kana mŋana wenondo Pamsoro pamakomo eɀinonhuwira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handei mudiwa wangu, uite semhara kana setsvana pamusoro pamaakomo azere zvinonhuwira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mhanya mudiwa wangu uite semhara kana setsvana yemhene pamakomo etwokubikisa tunonhuwirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurumidza, mudiwa wangu, Uve semharapara kana mwana wenondo Pamusoro pamakomo ezvinonhuwira.
Shona 2009?
Kurumidza, mudiwa wangu, Uve semharapara kana mwana wenondo Pamusoro pamakomo ezvinonhuhwira.
Shona SUB 2002 Bible
Kurumidza, mudiwa wangu, Uve semharapara kana mwana wenondo Pamusoro pamakomo ezvinonhuwira.