Song of Solomon 8:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko uyo unokwira acibva kurenje, Akasendamira pamuɗiwa wake? Pasi pomuapuri ndi’po pandakakumutsa; Ndi’po pakakutamburira mai ʋako, Ndi’po paʋakakutamburira, iʋo ʋakakuɓereka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko uyo ari kuuya achibva kurenje akazendamira pamudiwa wake? Pasi pomuti womuapuro ndakakumutsa; ipapo mai vako vakakubereka, ipapo ivo vairwadziwa vakakubereka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani uyo ari kuuya achibva kurenje akazendamira pana chido chemwoyo wake. Pasi pomuti wemuapuru ndakakumutsa, ipapo amai vako vaiva panguva yokusununguka ivo vakakubereka vaiva pahata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko uyo anokwira achibva kurenje, Akasendamira pamudiwa wake? Pasi pomuapuri ndipo pandakakumutsa; Ndipo pakakutamburira mai vako, Ndipo pavakakutamburira, ivo vakakubereka.
Shona 2009?
Ndianiko uyo anokwira achibva kurenje, Akasendamira pamudiwa wake? Pasi pomuapuri ndipo pandakakumutsa; Ndipo pakakutamburira mai vako, Ndipo pavakakutamburira, ivo vakakubereka.
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko uyo anokwira achibva kurenje, Akasendamira pamudiwa wake? Pasi pomuaporo ndipo pandakakumutsa; Ndipo pakakutamburira mai vako, Ndipo pavakakutamburira, ivo vakakubereka.