Titus 1:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋazhinji ʋari’po ʋasiŋgatereri, ʋanotaura ɀisinamaturo, ʋanonyeŋgera, ɀikuru aʋo ʋokudziŋgiswa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kune vazhinji vasingateereri vanongotaura zvisina maturo uye vanyengeri, zvikuru sei vaya veboka rokudzingiswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti kune tsvuuramuromo dzakawanda dzisingamharwi muromo nenhunzi, vanyengedzi zvikuru vebato rokudzingiswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vazhinji varipo vasingateereri, vanotaura zvisina maturo, vanonyengera, zvikuru avo vokudzingiswa,
Shona 2009?
Nokuti vazhinji varipo vasingateereri, vanotaura zvisina maturo, vanonyengera, zvikuru avo vokudzingiswa,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vazhinji varipo vasingateereri, vanotaura zvisina maturo, vanonyengera, zvikuru avo vokudzingiswa,