Titus 1:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋanofanira kudziʋirirwa miromo yaʋo; ʋanoparadza mhuri kwaɀo, ɀaʋanodzidzisa ɀisakafanira nokuɗa kwefuma yakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanofanira kunyaradzwa miromo yavo, nokuti vari kuparadza mhuri dzizere vachidzidzisa zvinhu zvavasingafaniri kudzidzisa, uye vachizviita kuti vawane pfuma yakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanofanira kunyararidzwa nokuti vanonyonganisa mhuri nemhuri vachidzidzisa kuti vangozvipfumisa nezvinhu zvavasingafaniri kudzidzisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vanofanira kudzivirirwa miromo yavo; vanoparadza mhuri kwazvo, zvavanodzidzisa zvisakafanira nokuda kwepfuma yakaipa.
Shona 2009?
vanofanira kudzivirirwa miromo yavo; vanoparadza mhuri kwazvo, zvavanodzidzisa zvisakafanira nokuda kwefuma yakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
vanofanira kudzivirirwa miromo yavo; vanoparadza mhuri kwazvo, zvavanodzidzisa zvisakafanira nokuda kwepfuma yakaipa.