Titus 1:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋarege kuterera ŋgano dzaʋaJuda, nemirairo yaʋanhu ʋanofuratira ɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kuti varege kuteerera ngano dzavaJudha, kana kurayira kwavanhu vakaramba chokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
panze pokuteerera ngano dzechiJudha kana mitemo inoiswa navanhu vanoramba chokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
varege kuteerera ngano dzavaJudha, nemirayiro yavanhu vanofuratira chokwadi.
Shona 2009?
varege kuteerera ngano dzavaJudha, nemirairo yavanhu vanofuratira chokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
varege kuteerera ngano dzavaJudha, nemirairo yavanhu vanofuratira chokwadi.