Titus 1:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunaʋakacena ɀose ɀakacena; asi kunaʋakaȿiɓiswa, ʋasiŋgatendi, hakunecinhu cakacena, asi kufuŋga kwaʋo nehana yaʋo ɀakaȿiɓiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kune vakachena, zvinhu zvose zvakachena, asi kuna avo vakaora uye vasingatendi, hakuna chinhu chakachena. Asi kutoti zvose pfungwa dzavo nehana dzavo zvakaora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuna vakachena, zvose zvakachena asi kuno munhu ane tsika dzakaora asingatendi hapana chakachena. Pfungwa dzavo chaidzo nehana dzavo dzakaodzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuna vakachena zvose zvakachena; asi kuna vakasvibiswa, vasingatendi, hakuna chinhu chakachena asi kufunga kwavo nehana yavo zvakasvibiswa.
Shona 2009?
Kuna vakachena zvose zvakachena; asi kuna vakasvibiswa, vasingatendi, hakunechinhu chakachena, asi kufunga kwavo nehana yavo zvakasvibiswa.
Shona SUB 2002 Bible
Kuna vakachena zvose zvakachena; asi kuna vakasvibiswa, vasingatendi, hakuna chinhu chakachena asi kufunga kwavo nehana yavo zvakasvibiswa.