Titus 1:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoti, tinoziʋa Mŋari, asi ʋanomuramba namaɓasa aʋo, ɀaʋari ʋanhu ʋanonyaŋgadza, ʋasiŋgatereri, ʋasakafanira pamaɓasa ose akanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanoti vanoziva Mwari, asi vanomuramba namabasa avo. Vanonyangadza, havateereri uye havana kufanirwa nokuita chinhu chakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanoti vanoziva Mwari asi vanomuramba nezviito zvavo. Vanosemesa, havateereri, havakodzeri basa ripi neripi zvaro rakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanoti, tinoziva Mwari, asi vanomuramba namabasa avo, zvavari vanhu vanonyangadza, vasingateereri, vasakafanira pamabasa ose akanaka.
Shona 2009?
Vanoti, tinoziva Mwari, asi vanomuramba namabasa avo, zvavari vanhu vanonyangadza, vasingateereri, vasakafanira pamabasa ose akanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Vanoti, tinoziva Mwari, asi vanomuramba namabasa avo, zvavari vanhu vanonyangadza, vasingateereri, vasakafanira pamabasa ose akanaka.