Titus 1:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana kuno munhu usina‐caaŋgapomerwa, murume womukadzi mumŋe cete, unaʋana ʋanotenda, ʋasiŋgapiwi mhoȿa yokuti haʋaɀidzori, kana kuti haʋatereri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukuru anofanira kuva munhu asina chaangapomerwa, murume womukadzi mumwe chete, munhu ane vana vanotenda uye vasingapiwi mhosva yokuti havazvidzori kana kuti havateereri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anofanira kunge munhu asina chaangashorwe nacho, murume womukadzi mumwechete ana vana vatendi vasiri nhunzvatunzva dzavana kana tsvuuramuromo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana kuno munhu asina chaangapomerwa, murume womukadzi mumwechete, ana vana vanotenda, vasingapiwi mhosva yokuti havazvidzori, kana kuti havateereri.
Shona 2009?
kana kunomunhu usina chaangapomerwa, murume womukadzi mumwe chete, unavana vakatendeka, vasingapiwi mhosva yokuti havazvidzori, kana kuti havateereri.
Shona SUB 2002 Bible
Kana kuno munhu asina chaangapomerwa, murume womukadzi mumwechete, ana vana vanotenda, vasingapiwi mhosva yokuti havazvidzori, kana kuti havateereri.