Titus 3:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uʋayeʋudzire kuti ʋaɀiise pasi paʋaɓati naʋanesimba, kuti ʋaterere, kuti ʋaʋe ʋanhu ʋakaɀigadzira kuɓata maɓasa ose akanaka,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyeuchidze kuti vanhu vazviise pasi pavatongi navane simba, kuti vave vanoteerera, kuti vave vanhu vakagadzirira kuita zvose zvakanaka,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Yeuchidza vanhu ivavo kuti vazviise pasi pavatongi navabati venyika kuti vave vanhu vanoteerera uye kuti vave vakagadzirira kuita basa ripi neripi zvaro rakanaka;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uvayeuchidze kuti vazviise pasi pavabati navane simba, kuti vateerere, kuti vave vanhu vakazvigadzira kubata mabasa ose akanaka,
Shona 2009?
Uvayevudzire kuti vazviise pasi pavabati navanesimba, kuti vateerere, kuti vave vanhu vakazvigadzira kubata mabasa ose akanaka,
Shona SUB 2002 Bible
Uvayeuchidze kuti vazviise pasi pavabati navane simba, kuti vateerere, kuti vave vanhu vakazvigadzira kubata mabasa ose akanaka,