Titus 3:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu unodzidzisa ɀakatsauka, kana arairwa kamŋe norwecipiri, umurambe,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Yambira munhu anotsausa, kokutanga uye ugomuyambirazve kechipiri. Mushure mezvo usava nechokuita naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anoparadzanisa vanhu ukamutsiura kamwechete kana kaviri, chirega kuva nechii zvacho chokuita naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu anodzidzisa zvakatsauka, kana arayirwa kamwe norwechipiri, umurambe,
Shona 2009?
Munhu unodzidzisa zvakatsauka, kana arairwa kamwe norwechipiri, umurambe,
Shona SUB 2002 Bible
Munhu anodzidzisa zvakatsauka, kana arayirwa kamwe norwechipiri, umurambe,