Titus 3:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀaunoziʋa kuti wakaɗaro wakatsauka, unotadza, waɀipa mhoȿa amene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uve nechokwadi chokuti munhu akadaro akatsauka uye mutadzi; akazvirasa iye amene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinobva zvakuzivisa kuti munhu akadaro ahedhuka uye mutadzi akatozvipa mhosva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvaunoziva kuti akadaro akatsauka, anotadza, azvipa mhosva amene.
Shona 2009?
zvaunoziva kuti wakadaro wakatsauka, unotadza, wazvipa mhosva amene.
Shona SUB 2002 Bible
zvaunoziva kuti akadaro akatsauka, anotadza, azvipa mhosva amene.