Titus 3:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndicituma Artema kwauri, kana Tikiko, ushiŋgaire kuʋuya kwandiri Nikopori; nokuti ndakati ndicagara cando ikoko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandichatuma Atema kana Tikiko kwauri, edza napaunogona napo pose kuti uuye kwandiri paNikopori, nokuti ndichagarako panguva yechando.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana ndatumira Aritemasi kana kuti Tikikusi kwauri, edza nokwaunogona nako kose kuuya kwandiri kuNikoporisi; nokuti ndafunga zvokundopedza mwaka wechando ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndichituma Aritema kwauri, kana Tikiko, ushingaire kuuya kwandiri Nikopori; nokuti ndakati ndichagara chando ikoko.
Shona 2009?
Kana ndichituma Artema kwauri, kana Tikiko, ushingaire kuvuya kwandiri Nikopori; nokuti ndakati ndichagara chando ikoko.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndichituma Aritema kwauri, kana Tikiko, ushingaire kuuya kwandiri Nikopori; nokuti ndakati ndichagara chando ikoko.