Titus 3:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋeɗu ŋgaʋadzidze ʋo kuramba ʋaciita maɓasa akanaka, kuti ʋaɓatsire panoshaikwa ɀinofanira kuʋa’po, kuti ʋarege kuʋa ʋanhu ʋasineɀiɓereko
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vedu vanofanira kudzidza kuzvipira kuita zvakanaka, kuitira kuti vagone kutibatsira pazvinhu zvinodiwa mazuva ose uye kuti vasararama upenyu husina zvibereko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu veduwo ngavadzidze kuzvipira mumabasa akanaka kuti vabatsire pazvinhu zvinenge zvichifanira kuti zviitwe, kwete kungogara maoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vedu ngavadzidzewo kuramba vachiita mabasa akanaka, kuti vabatsire panoshayikwa zvinofanira kuvapo, kuti varege kuva vanhu vasina zvibereko.
Shona 2009?
Vanhu vedu ngavadzidzevo kuramba vachiita mabasa akanaka, kuti vabatsire panoshaikwa zvinofanira kuvapo, kuti varege kuva vanhu vasinezvibereko.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vedu ngavadzidzewo kuramba vachiita mabasa akanaka, kuti vabatsire panoshayikwa zvinofanira kuvapo, kuti varege kuva vanhu vasina zvibereko.