Titus 3:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋarege kureʋera mumŋe ɀakaipa, ʋarege kuʋa negakaʋa, ʋaʋe ʋanyoro, ʋaitire ʋanhu ʋose ʋunyoro bgose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti varege kuchera vamwe, kuti vagare murunyararo uye vaitire vamwe zvakanaka, uye kuti varatidze kuzvininipisa kwechokwadi kuvanhu vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vasingatauri zvakaipa zvaani nani zvake, vanzvenge kupopotana navanhu; vave vanhu vakanyorova uye varatidze rukudzo rwakaperera kuna vanhu vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
varege kurevera mumwe zvakaipa, vaitire vanhu vose unyoro hwose.
Shona 2009?
varege kurevera mumwe zvakaipa, varege kuva negakava, vave vanyoro, vaitire vanhu vose vunyoro bwose.
Shona SUB 2002 Bible
varege kurevera mumwe zvakaipa, vaitire vanhu vose unyoro hwose.