Titus 3:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi unɀeŋge mibvunzo yoʋupenzi, namazita amadziteteguru, negakaʋa, nokukakaʋara pamsoro pomurairo, nokuti haɀinamaturo, haɀineɓasa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi unzvenge mibvunzo youpenzi nenhoroondo dzamazita amadzitateguru, negakava nokukakavara pamusoro pomurayiro, nokuti izvi hazvina maturo uye hazvibatsiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iwe nzvenga nharo dzoupenzi dzezvemirongorongo yamazita amadzinza nokusawirirana nokuitirana nharo nezvomutemo nokuti hazvina chimuko kana maturo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi unzvenge mibvunzo youpenzi, namazita amadziteteguru, negakava, nokukakavara pamusoro pomurayiro, nokuti hazvina maturo, hazvine basa.
Shona 2009?
asi unzvenge mibvunzo yovupenzi, namazita amadziteteguru, negakava, nokukakavara pamusoro pomurairo, nokuti hazvina maturo, hazvinebasa.
Shona SUB 2002 Bible
asi unzvenge mibvunzo youpenzi, namazita amadziteteguru, negakava, nokukakavara pamusoro pomurairo, nokuti hazvina maturo, hazvine basa.