Zechariah 1:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakapindura mutumŋa waJehova wakaŋga amire pakati pemiti yemimirte, ʋakati: Takapota‐pota nenyika yose, wane nyika yose inyerere icizorora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uye vakapindura mutumwa waJehovha akanga akamira pakati pemiti yemitire vachiti, “Taenda munyika yose tikaona nyika yose yakazorora uye ino runyararo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ivo vakapindura mutumwa waTENZI uya aiva amire mukati mamakwenzi emimitiri vachiti, ‘Tafamba nenyika yose tikaona kuti igere murunyararo.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakapindura mutumwa waJehovha akanga amire pakati pemiti yemimirite, vakati, “Takapota-pota nenyika yose, wane nyika yose inyerere ichizorora.”
Shona 2009?
Ivo vakapindura mutumwa waJehovha akanga amire pakati pemiti yemimirite, vakati, "Takapota-pota nenyika yose, wane nyika yose inyerere ichizorora."
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakapindura mutumwa waJehovha akanga amire pakati pemiti yemimirite, vakati, “Takapota–pota nenyika yose, wane nyika yose inyerere ichizorora.”