Zechariah 1:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mutumŋa waJehova wakapindura, akati: Haiwa, Jehova wehondo, mucaramba musiŋganzwiri nyasha Jerusarema namaguta aJuda amakatsamŋira makore ano anamakumi manomŋe kuȿikira riniko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mutumwa waJehovha akati, “Jehovha Wamasimba Ose muchasvika rinhiko musinganzwiri Jerusarema namaguta eJudha tsitsi amakatsamwira kwamakore makumi manomwe aya?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mutumwa waTENZI akati, ‘Nhai TENZI wehondo nehondo, kusvikira rinhi chaizvo musingaitirewo tsiye nyoro Jerusaremu namaguta okwaJudha amakadai kushatirirwa kwamakumi manomwe amakore?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mutumwa waJehovha wakapindura, akati, “Aiwa, Jehovha wehondo, mucharamba musinganzwiri nyasha Jerusaremu namaguta aJudha amakatsamwira makore ano ana makumi manomwe kusvikira riniko?”
Shona 2009?
Ipapo mutumwa waJehovha wakapindura, akati, "Aiwa, Jehovha wehondo, mucharamba musinganzwiri nyasha Jerusaremu namaguta aJudha amakatsamwira makore ano ana makumi manomwe kusvikira riniko?"
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mutumwa waJehovha akapindura, akati, “Aiwa, Jehovha wehondo, mucharamba musinganzwiri nyasha Jerusaremu namaguta aJudha amakatsamwira makore ano ana makumi manomwe kusvikira rinhiko?”