Zechariah 1:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌanidzira ɀe, uti: Ɀanzi naJehova wehondo: Maguta aŋgu acapafuma mufaro ɀe, Jehova ucanyaradza ɀe Zioni, ucaɀisanaŋgurira ɀe Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Danidzirazve uti: Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, ‘Maguta angu achafashukirazve noupfumi, uye Jehovha, achanyaradzazve Zioni uye agosarudza Jerusarema.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Danidzirazve uchiti TENZI wehondo nehondo anoti, ‘Maguta angu achafashukira noupfumi, achanyaradzazve Zioni achisarudza Jerusaremu zvakare.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Danidzirazve, uti, “Zvanzi naJehovha wehondo, ‘Maguta angu achapa pfuma mufarozve, Jehovha achanyaradzazve Zioni, achazvisanangurirazve Jerusaremu.’ ”
Shona 2009?
Danidzirazve, uti, "Zvanzi naJehovha wehondo, `Maguta angu achapa fuma mufarozve, Jehovha achanyaradzazve Ziyoni, achazvisanangurirazve Jerusaremu.' "
Shona SUB 2002 Bible
Danidzirazve, uti, “Zvanzi naJehovha wehondo, ‘Maguta angu achapa pfuma mufarozve, Jehovha achanyaradzazve Zioni, achazvisanangurirazve Jerusaremu.’ ”