Zechariah 1:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndikati kumutumŋa, wakaŋga acitaurirana neni: Ɀinyiko iɀi? Akandipindura, akati: Ndidzo nyaŋga dzakaparadzira Juda naIsraeri neJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakabvunza mutumwa aitaura neni ndikati, “Zviiko izvi?” Akandipindura achiti, “Idzi inyanga dzakaparadzira Judha, Israeri neJerusarema.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndokuti kumutumwa wandaikurukura naye, “Ko zviiko izvi?” Iye akabva anditi, “Ndidzo nyanga dzakamwararisa vokwaJudha nevokwaIsiraeri neJerusaremu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndikati kumutumwa, wakanga achitaurirana neni, “Zvinyiko izvi?” Akandipindura, akati, “Ndidzo nyanga dzakaparadzira Judha naIsiraeri neJerusaremu.”
Shona 2009?
Ipapo ndikati kumutumwa, wakanga achitaurirana neni, "Zvinyiko izvi?" Akandipindura, akati, "Ndidzo nyanga dzakaparadzira Judha naIsiraeri neJerusaremu."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndikati kumutumwa, wakanga achitaurirana neni, “Zviiko izvi?” Akandipindura, akati, “Ndidzo nyanga dzakaparadzira Judha naIsiraeri neJerusaremu.”