Zechariah 1:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo citi kwaʋari: Ɀanzi naJehova wehondo: Dzokerai kwandiri — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo — neni ndicadzokera kwamuri — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo udza vanhu kuti: Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: ‘Dzokerai kwandiri,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose, ‘neni ndichadzokera kwamuri,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo chiti kwavari TENZI wehondo nehondo ati dzokerai kwandiri, ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo kuti iniwo ndidzokere kwamuri. Ndizvo zviri kurehwa naTENZI wehondo nehondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo chiti kwavari, zvanzi naJehovha wehondo, ‘Dzokerai kwandiri, ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo neni ndichadzokera kwamuri,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.
Shona 2009?
Naizvozvo chiti kwavari "Zvanzi naJehovha wehondo, `Dzokerai kwandiri, ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo neni ndichadzokera kwamuri,' ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo chiti kwavari, zvanzi naJehovha wehondo, ‘Dzokerai kwandiri, ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo neni ndichadzokera kwamuri,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.