Zechariah 1:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndikati: Nhai, ishe waŋgu, ɀinyiko iɀi? Mutumŋa wakaŋga acitaurirana neni akati kwandiri: Ndicakuratidza kuti iɀi ɀinyi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakati, “Izvi zviiko, ishe wangu?” Mutumwa akanga achitaura neni akapindura akati, “Ndichakuratidza kuti zvii.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndokuti, ‘Zviiko izvozvi nhaimi changamire wangu?’ Mutumwa aitaura neni iyeyo akati, ‘Ndichakuratidza kuti zvii izvozvi.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndikati, “Nhai, ishe wangu, zvinyiko izvi?” Mutumwa akanga achitaurirana neni akati kwandiri, “Ndichakuratidza kuti izvi zvinyi.”
Shona 2009?
Ipapo ndikati, "Nhai, ishe wangu, zvinyiko izvi?" Mutumwa akanga achitaurirana neni akati kwandiri, "Ndichakuratidza kuti izvi zvinyi."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndikati, “Nhai, ishe wangu, zviiko izvi?” Mutumwa akanga achitaurirana neni akati kwandiri, “Ndichakuratidza kuti izvi zvinyi.”