Zechariah 10:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumbirai kunaJehova mvura neŋguʋa yemvura yokupedzisira, kunaiye Jehova unoita mheni; iye ucaʋapa mvura inonaya kwaɀo, mumŋe nomumŋe aʋe neɀinomera mumunda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumbirai kuna Jehovha mvura yomunakamwe; Jehovha ndiye anogadzira makore edutu. Anonayisa mvura kuvanhu, uye anopa zvirimwa zveminda kuno mumwe nomumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kumbirai TENZI mvura munguva yemvura yomunhuruka, kuna TENZI anogadzira dutu ramakore emvura. Ndiye anopa vanhu mvura inonaya achipawo kumunhu wose zvinhu zvinomera mumunda make.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kumbirai kuna Jehovha mvura nenguva yemvura yokupedzisira, achavapa mvura inonaya kwazvo, mumwe nomumwe ave nezvinomera mumunda.
Shona 2009?
Kumbirai kuna Jehovha mvura nenguva yemvura yokupedzisira, achavapa mvura inonaya kwazvo, mumwe nomumwe ave nezvinomera mumunda.
Shona SUB 2002 Bible
Kumbirai kuna Jehovha mvura nenguva yemvura yokupedzisira, achavapa mvura inonaya kwazvo, mumwe nomumwe ave nezvinomera mumunda.