Zechariah 10:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kwaari kucabva ibge rekona, kwaari mbambo, kwaari ʋuta bgehondo, kwaari ʋaɓati ʋose pamŋe cete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muna Judha muchabva ibwe rapakona, kubva maari mbambo yetende, kubva maari uta hwehondo, kubva maari vatungamiri vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mavari ndimo muchabva ibwe rapakona, mavari muchibuda hoko yetendhe, mavari muchabvawo uta hwehondo, mavari ndimo muchamuka mutongi wose zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kwaari kuchabva ibwe rekona, kwaari mbambo, kwaari uta hwehondo, kwaari vabati vose pamwechete.
Shona 2009?
Kwaari kuchabva ibwe rekona, kwaari mbambo, kwaari uta bwehondo, kwaari vabati vose pamwechete.
Shona SUB 2002 Bible
Kwaari kuchabva ibwe rekona, kwaari mbambo, kwaari uta hwehondo, kwaari vabati vose pamwechete.