Zechariah 10:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋaridzira muridzo, ndiʋaʋuŋganidze; nokuti ndakaʋadzikinura; ʋacawanda seɀaʋaiwanda kare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaninira kwavari ndigovaunganidza. Zvirokwazvo ndichavadzikinura, vachava vakawanda sakare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichavaridzira mheterwa ndivaunganidzemo nokuti ndakavanunura. Uye vachawanda sezvavaiva kare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichavaridzira muridzo, ndivaunganidze; nokuti ndakavadzikinura; vachawanda sezvavaiwanda kare.
Shona 2009?
"Ndichavaridzira muridzo, ndivaunganidze; nokuti ndakavadzikunura; vachawanda sezvavaiwanda kare.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichavaridzira muridzo, ndivaunganidze; nokuti ndakavadzikinura; vachawanda sezvavaiwanda kare.