Zechariah 11:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikati kwaʋari: Kana muciti ɀakanaka, cindipai muɓairo waŋgu; kana ɀisakanaka, regai. Ipapo ʋakandiyerera muɓairo waŋgu, masirveri anamakumi matatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaaudza kuti, “Kana muchiona zvakanaka, ndipei muripo wangu, asi kana zvisina, uchengetei.” Nokudaro vakandipa mubayiro wangu wamakumi matatu esirivha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndokuti kwavari, “Kana maona zvakanaka nditambiriseiwo zvenyu mubayiro wangu, asi kana zvisina uchengetei henyu.” Saka vakayera makumi matatu emari yamashekeri yesirivha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikati kwavari, “Kana muchiti zvakanaka, chindipai mubayiro wangu; kana zvisakanaka, regai.” Ipapo vakandiyerera mubayiro wangu, masirivha ana makumi matatu.
Shona 2009?
Ndikati kwavari, "Kana muchiti zvakanaka, chindipai mubayiro wangu; kana zvisakanaka, regai." Ipapo vakandiyerera mubayiro wangu, masirivha ana makumi matatu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikati kwavari, “Kana muchiti zvakanaka, chindipai mubairo wangu; kana zvisakanaka, regai.” Ipapo vakandiyerera mubairo wangu, masirivha ana makumi matatu.