Zechariah 11:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndikavuna‐vuna imŋe tȿimbo yaŋgu, yainzi Ɀisuŋgo, kuti ndiputse ʋukama bgaiʋa pakati paJuda naIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakavhuna tsvimbo yangu yechipiri inonzi Kubatana ndichiputsa ukama hwakanga huripo pakati peJudha neIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakatyorawo tsvimbo yangu yechipiri iya inonzi, Kuwirirana, ndichitoparadza ukama huri pakati pevokwaJudha nevokwaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndikavhuna-vhuna imwe tsvimbo yangu, yainzi, “Zvisungo,” kuti ndiputse ukama hwaiva pakati paJudha naIsiraeri.
Shona 2009?
Ipapo ndikavhuna-vhuna imwe tsvimbo yangu, yainzi, "Zvisungo," kuti ndiputse ukama hwaiva pakati paJudha nalsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndikavhuna–vhuna imwe tsvimbo yangu, yainzi, “Zvisungo,” kuti ndiputse ukama hwaiva pakati paJudha naIsiraeri.