Zechariah 11:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wuŋgudza iwe musipresi, nokuti musidari wawira pasi, nokuti miti yakanaka kwaɀo yaparadzwa; wuŋgudzai, imi miouki yeBashani, nokuti ɗondo risiŋgabviri kupindwa ratemŋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ungudza, iwe muti womupaini, nokuti musidhari wawa, miti yakaisvonaka yaparadzwa! Ungudzai, imi miouki yeBhashani, nokuti dondo resango ratemwa!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe muti womusaipurasi ungudza nokuti miti yemisidhari yawa nokuti miti ine mbiri yaparara. Hwihwidzai kuchema imi mioku yeBhashani nokuti sango dema rarizhaniswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ungudza iwe musipiresi, nokuti musidhari wawira pasi, nokuti miti yakanaka kwazvo yaparadzwa; ungudzai, imi miouki yeBhashani, nokuti dondo risingabviri kupindwa ratemwa.
Shona 2009?
Ungudza iwe musipiresi, nokuti musidhari wawira pasi, nokuti miti yakanaka kwazvo yaparadzwa; ungudzai, imwi miouki yeBhashani, nokuti dondo risingabviri kupindwa ratemwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ungudza iwe musipiresi, nokuti musidhari wawira pasi, nokuti miti yakanaka kwazvo yaparadzwa; ungudzai, imi miouku yeBhashani, nokuti dondo risingabviri kupindwa ratemwa.