Zechariah 11:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova Mŋari waŋgu: Fudza makwai anozoʋurawa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naJehovha Mwari wangu, “Fudzai makwai akagadzirirwa kundobayiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTENZI, Mwari wangu, “Iva zvako mufudzi wedanga rezvipfuwo zvakatemerwa kuuraiwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha Mwari wangu, “Fudza makwai anozourawa;
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha Mwari wangu, "Fudza makwai anozourawa;
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha Mwari wangu, “Fudza makwai anozourayiwa;