Zechariah 11:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndikati: Handicaɗi kukufudzai; cinoɗa kufa ŋgacife haco, cinofanira kuparadzwa, ŋgaciparadzwe haco; akasara ŋgaadye mumŋe nomumŋe nyama yomumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye ndikati, “Handichazovi mufudzi wenyu. Regai makwai ari kufa afe, neari kuparara aparare. Regai ayo akasara adyanane nyama,”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro ndakati handichava mufudzi wenyuzve. “Chafa chafa, chaparara chapararawo, zvinenge zvasara regai zvidyane kunyanya zvazvo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndikati, “Handichadi kukufudzai; chinoda kufa ngachife hacho, chinofanira kuparadza, ngachiparadzwe hacho; akasara ngaadye mumwe nomumwe nyama yomumwe.”
Shona 2009?
Ipapo ndikati, "Handichadi kukufudzai; chinoda kufa ngachife hacho, chinofanira kuparadzwa, ngachiparadzwe hacho; akasara ngaadye mumwe nomumwe nyama yomumwe."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndikati, “Handichadi kukufudzai; chinoda kufa ngachife hacho, chinofanira kuparadza, ngachiparadzwe hacho; akasara ngaadye mumwe nomumwe nyama yomumwe.”