Zechariah 12:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cireʋo ceshoko raJehova pamsoro paIsraeri. Ɀanzi naJehova, iye unotatamura ɗeŋga rose, unoteya nheyo dzenyika, nokuʋumba mŋeya womunhu mukati make:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iri ndiro shoko raJehovha pamusoro peIsraeri. Jehovha, iye anotatamura matenga, anoteya nheyo dzenyika, uye anoumba mweya womunhu uri mukati make, anoti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shoko raTENZI rinotaura nezveIsiraeri kuti, zvanzi naTENZI, iye akawarira matenga akaita nyika, iye akasika mweya uri mumunhu anoti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chirevo cheshoko raJehovha pamusoro paIsiraeri. Zvanzi naJehovha, iye anotamura denga rose, anoteya nheyo dzenyika, nokuumba mweya womunhu mukati make,
Shona 2009?
Chirevo cheshoko raJehovha pamusoro paIsiraeri. Zvanzi naJehovha, iye anotatamura denga rose, anoteya nheyo dzenyika, nokuumba mweya womunhu mukati make,
Shona SUB 2002 Bible
Chirevo cheshoko raJehovha pamusoro paIsiraeri. Zvanzi naJehovha, iye anotambanudza denga rose, anoteya nheyo dzenyika, nokuumba mweya womunhu mukati make,