Zechariah 12:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ndicaita Jerusarema mukombe wokudzedzeresa ndudzi dzose dzaʋanhu ʋakapoteredza; ucaʋa ʋo pamsoro paJuda pakukombga kweJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndichaita kuti Jerusarema rive mukombe uchadzedzeresa ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza. Judha ichakombwa pamwe chete neJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chionai, ini ndava kuzoita kuti Jerusaremu rive mukombe unotenderedza musoro kuvanhu vari munharaunda yaro. Ichavawo nhamo yawira vokwaJudha panokombwa Jerusaremu ipapo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tarirai, ndichaita Jerusaremu mukombe wokudzedzeresa ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza; uchavawo pamusoro paJudha pakukombwa kweJerusaremu.
Shona 2009?
"Tarirai, ndichaita Jerusaremu mukombe wokudzedzeresa ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza; uchavawo pamusoro paJudha pakukombwa kweJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
“Tarirai, ndichaita Jerusaremu mukombe wokudzedzeresa ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza; uchavawo pamusoro paJudha pakukombwa kweJerusaremu.