Zechariah 12:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa iro ndicaita madzishe aJuda segaŋgo romŋoto pakati pehuni, ʋuye sezhenje romŋoto pakati peɀisote; ʋacaparadza ndudzi dzose dzaʋanhu ʋakapoteredza, kuruʋoko rworudyi nokuruʋoko rworuɓoshwe; ʋeJerusarema ʋacagara ɀe panɀimbo yaʋo, ipo paJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Pazuva iro ndichaita kuti vatungamiri veJudha vaite segango pakati pehuni, uye sezhenje romoto pakati pezvisote. Vachaparadza kurudyi nokuruboshwe ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza, asi Jerusarema richaramba riri panzvimbo paro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Panguva iyoyo ndichaita kuti mhuri dzokwaJudha dzinge choto zvacho chomoto musango, sezhenje romoto mumashanga. Vacharakatisa vanhu uku nokuku nharaunda yose. Izvozvo Jerusaremu, vagari varo rinenge richinavo, imomu muJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nezuva iro ndichaita madzishe aJudha segango romoto pakati pehuni, uye sezhenje romoto pakati pezvisote; vachaparadza ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza, kuruoko rworudyi nokuruoko rworuboshwe; veJerusaremu vachagarazve panzvimbo yavo, ipo paJerusaremu.
Shona 2009?
"Nezuva iro ndichaita madzishe aJudha segango romoto pakati pehuni, uye sezhenje romoto pakati pezvisote; vachaparadza ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza, kuruoko rworudyi nokuruoko rworuboshwe; veJerusaremu vachagarazve panzvimbo yavo, ipo paJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
“Nezuva iro ndichaita madzishe aJudha segango romoto pakati pehuni, uye sezhenje romoto pakati pezvisote; vachaparadza ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza, kuruoko rworudyi nokuruoko rworuboshwe; veJerusaremu vachagarazve panzvimbo yavo, ipo paJerusaremu.