Zechariah 14:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Seɀakaita kurobga uku, ndiɀo ɀicaita ʋo kurobga kwamabiza namahesera, namakamera, nemboŋgoro, neɀipfuwo ɀose ɀicaʋa’po pamisasa iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Denda rakafanana nairori richarova mabhiza namahesera, ngamera nembongoro, uye nezvipfuwo zvose zviri mumisasa iyoyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Denda rimwechetero richawirawo mabhiza namanyurusi nengamera namadhongi nedzimwewo mhuka dzingange dziri pamatendhe iwayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sezvakaita kurohwa uku, ndizvo zvichaitawo kurohwa kwamabhiza namahesera, nengamera, nembongoro, nezvipfuwo zvose zvichavapo pamisasa iyo.
Shona 2009?
Sezvakaita kurohwa uku, ndizvo zvichaitawo kurohwa kwamabhiza namahesera, nengamera, nembongoro, nezvipfuwo zvose zvichavapo pamisasa iyo.
Shona SUB 2002 Bible
Sezvakaita kurohwa uku, ndizvo zvichaitawo kurohwa kwamabhiza namahesera, nengamera, nembongoro, nezvipfuwo zvose zvichavapo pamisasa iyo.