Zechariah 14:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uku ndiko kurobga kwaʋaEgipita nokurobga kwendudzi dzose dzinoramba kukwira kundotamba mutambo wamatumba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ichi ndicho chichava chirango cheIjipiti uye chirango chendudzi dzose dzisingaendi kundopemberera Mutambo waMatumba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ichochi ndicho chichava chirango cheIjipiti uyewo chirango chamarudzi ose asingaendi kundochengeta mazuva makuru amatumba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uku ndiko kurohwa kwavaIjipiti nokurohwa kwendudzi dzose dzinoramba kukwira kundotamba mutambo wamatumba.
Shona 2009?
Uku ndiko kurohwa kwavaIjipiti nokurohwa kwendudzi dzose dzinoramba kukwira kundotamba mutambo wamatumba.
Shona SUB 2002 Bible
Uku ndiko kurohwa kwaVaIjipiti nokurohwa kwendudzi dzose dzinoramba kukwira kundotamba mutambo wamatumba.