Zechariah 14:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ricaʋa zuʋa rimŋe rinozikanwa naJehova, hapaŋgaʋi namasikati kana ʋusiku, asi neŋguʋa yamaɗekwana ciedza cicaʋa’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Richava zuva rakasiyana namamwe, risina nguva dzousiku kana nguva dzamasikati, zuva rinozivikanwa naJehovha. Kana madekwana asvika, chiedza chichavapo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
richange riri zuva riri roga, risina zvokuti masikati kana kuti usiku. Izvi zvinozivikanwa naTENZI. Kana kwasvika nguva yamanheru kunenge kune chiedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi richava zuva rimwe rinozikanwa naJehovha, hapangavi namasikati kana husiku, asi nenguva yamadekwana chiedza chichavapo.
Shona 2009?
Asi richava zuva rimwe rinozikamwa naJehovha, hapangavi namasikati kana husiku, asi nenguva yamadekwana chiedza chichavapo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi richava zuva rimwe rinozikanwa naJehovha, hapangavi namasikati kana usiku, asi nenguva yamadekwana chiedza chichavapo.