Zechariah 2:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imba ufare, iwe mukunda weZioni; nokuti tarira, ndinoʋuya, ndicagara mukati mako — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Pembera uye ufare, iwe Mwanasikana weZioni. Nokuti ndiri kuuya, uye ndichagara pakati penyu,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Imba upembere zvako iwe mukunda, guta reZioni nokuti ndichauya ndigoita musha mukati mako.” Ndizvo zviri kutaura TENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Imba, ufare, iwe mukunda weZioni; nokuti tarira, ndinouya, ndichagara mukati mako,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
"Imba, ufare, iwe mukunda weZiyoni; nokuti tarira, ndinouya, ndichagara mukati mako," ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Imba, ufare, iwe mukunda weZioni; nokuti tarira, ndinouya, ndichagara mukati mako,” ndizvo zvinotaura Jehovha.