Zechariah 2:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyararai imi nyama yose pamberi paJehova; nokuti wamuka paʋugaro bgake ʋutȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyararai pamberi paJehovha, vanhu vose, nokuti amuka kubva panzvimbo yake tsvene yaanogara.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi vanhuwe — e, mose zvenyu, itii mwiro kunyarara pana TENZI nokuti azvisumukira iye pachake kubva mumusha make munoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyararai imi nyama yose pamberi paJehovha; nokuti wamuka paugaro hwake hutsvene.
Shona 2009?
Nyararai imwi nyama yose pamberi paJehovha; nokuti wamuka paugaro hwake hutsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Nyararai imi nyama yose pamberi paJehovha; nokuti wamuka paugaro hwake hutsvene.