Zechariah 2:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kwaari: Mhanya, undotaura nejaya iri, uti: Jerusarema ricagara semisha isinamaȿiŋgo, nokuɗa kwokuwanda kwaʋanhu neɀipfuwo ɀiri’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akati kwaari: “Mhanya, undoudza jaya iro kuti, ‘Jerusarema richava guta risina masvingo nokuda kwokuwanda kwavanhu nezvipfuwo zviri mariri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akati kwaari, “Mhanyira kumukomana uyo uti kwaari, ‘Jerusaremu ichagarwa semisha isina tsvingo zvakonzerwa nokuwanda kwavanhu nezvipfuwo mairi.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kwaari, “Mhanya, undotaura nejaya iri, uti, ‘Jerusaremu richagara semisha isina masvingo, nokuda kwokuwanda kwavanhu nezvipfuwo zvirimo.’
Shona 2009?
akati kwaari, "Mhanya, undotaura nejaya iri, uti, `Jerusaremu richagara semisha isina masvingo, nokuda kokuwanda kwavanhu nezvipfuwo zvirimo.'
Shona SUB 2002 Bible
akati kwaari, “Mhanya, undotaura nejaya iri, uti, ‘Jerusaremu richagara semisha isina masvingo, nokuda kwokuwanda kwavanhu nezvipfuwo zvirimo.’