Zechariah 3:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakandiratidza Joshua muprista mukuru, amire pamberi pomutumŋa waJehova, Satani amire paruʋoko rwake rworudyi, kuti aʋe mudziʋisi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akandiratidza Joshua muprista mukuru amire pamberi pomutumwa waJehovha, uye Satani amire kurudyi rwake kuti amupomere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazondiratidzawo Joshuwa mupristi mukuru amire mberi kwomutumwa waTENZI uye Satani amirewo kurudyi kwake kuti amupe mhosva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakandiratidza Joshua mupristi mukuru, amire pamberi pomutumwa waJehovha, Satani amire paruoko rwake rworudyi, kuti ave mudzivisi wake.
Shona 2009?
Zvino wakandiratidza Joshua muprista mukuru, amire pamberi pomutumwa waJehovha, Satani amire paruoko rwake rworudyi, kuti ave mudzivisi wake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakandiratidza Joshua Mupristi Mukuru, amire pamberi pomutumwa waJehovha, Satani amire paruoko rwake rworudyi, kuti ave mudzivisi wake.