Zechariah 3:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati kunaSatani: Jehova ŋgaakutuke, iwe Satani; ɀirokwaɀo, Jehova, wakaɀisanaŋgurira Jerusarema, ŋgaakutuke; ko ici hacizi citsika cakabvutwa pamŋoto here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kuna Satani, “Jehovha ngaakutuke iwe, Satani! Jehovha, iye akasarudza Jerusarema, ngaakutuke! Ko, murume uyu haazi rukuni runobvira rwabvutwa mumoto here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI akati kuna Satani, “TENZI ngaakurange iwe Satani! TENZI nyakuzvisarudzira Jerusaremu ngaakurange! Handiti iyeyu chitsiga chakatoburwa mumoto here?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati kuna Satani, “Jehovha ngaakutuke, iwe Satani; zvirokwazvo, Jehovha, wakazvisanangurira Jerusaremu, ngaakutuke; ko ichi hachizi chitsika chakabvutwa pamoto here?”
Shona 2009?
Jehovha akati kuna Satani, "Jehovha ngaakutuke, iwe Satani; zvirokwazvo, Jehovha, wakazvisanangurira Jerusaremu, ngaakutuke; ko ichi hachizi chitsiga chakabvutwa pamoto here?"
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati kuna Satani, “Jehovha ngaakutuke, iwe Satani; zvirokwazvo, Jehovha, wakazvisanangurira Jerusaremu, ngaakutuke; ko ichi hachizi chitsiga chakabvutwa pamoto here?”