Zechariah 3:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapindura, akataura naʋakaŋga ʋamire pamberi pake, aciti: Bvisai ŋguʋo dzake dzinetȿina. Akati kwaari: Tarira, ndakabvisa ɀakaipa ɀako, ndicakupfekedza ŋguʋo dzomutambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa akati kuna avo vakanga vamire pamberi pake, “Mubvisei nguo dzake dzine tsvina.” Ipapo akati kuna Joshua, “Tarira ndabvisa chivi chako, uye ndichakupfekedza nguo dzinokosha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa uya akataura kuna vaiva vakamira pamberi pake achiti, “Mupfekenurei hanzu dzine tsvina idzi.” Akatiwo kuna Joshuwa, “Tarira uone, ndakubvisa uipi hwako uye ndava kukushongedza hanzu yemandiriri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapindura, akataura navakanga vamire pamberi pake, achiti, “Bvisai nguo dzake dzine tsvina.” Akati kwaari, “Tarira, ndakabvisa zvakaipa zvako, ndichakupfekedza nguo dzomutambo.”
Shona 2009?
Akapindura, akataura navakanga vamire pamberi pake, achiti, "Bvisai nguo dzake dzine tsvina." Akati kwaari, "Tarira, ndakabvisa zvakaipa zvako, ndichakupfekedza nguo dzomutambo."
Shona SUB 2002 Bible
Akapindura, akataura navakanga vamire pamberi pake, achiti, “Bvisai nguo dzake dzine tsvina.” Akati kwaari, “Tarira, ndakabvisa zvakaipa zvako, ndichakupfekedza nguo dzomutambo.”