Zechariah 4:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akandipindura, akati: Hauziʋi here kuti iɀi ɀinyiko? Ini ndikati: Kwete, ishe waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapindura akati, “Hauzivi kuti izvi zvii?” Ini ndikati, “Kwete, ishe wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati kwandiri, “Hauzivi here kuti izvozvi zvii?” Ndikati, “Kwete changamire wangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akandipindura, akati, “Hauzivi here kuti izvi zvinyiko?” Ini ndikati, “Kwete, ishe wangu.”
Shona 2009?
Akandipindura, akati, "Hauzivi here kuti izvi zvinyiko?" Ini ndikati, "Kwete, ishe wangu."
Shona SUB 2002 Bible
Akandipindura, akati, “Hauzivi here kuti izvi zvinyiko?” Ini ndikati, “Kwete, ishe wangu.”