Zechariah 4:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akati: Aʋa ndiʋo ʋaʋiri ʋakazodzwa, ʋamire pamberi paShe wenyika yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akati, “Ava ndivo vaviri vakazodzwa kuti vashumire Ishe wenyika yose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabva ati, “Ivava ndovazodzwa vaviri vanomira naChangamire wapasi pose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati, “Ava ndivo vaviri vakazodzwa, vamire pamberi paShe wenyika yose.”
Shona 2009?
Zvino akati, "Ava ndivo vaviri vakazodzwa, vamire pamberi paShe wenyika yose."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati, “Ava ndivo vaviri vakazodzwa, vamire pamberi paShe wenyika yose.”