Zechariah 4:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mutumŋa wakaŋga acitaurirana neni, wakapindura, akati kwandiri: Hauziʋi here kuti iɀi ɀinyiko? Ini ndikati: Kwete, ishe waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapindura akati, “Hauzivi kuti izvi zvii?” Ini ndakapindura ndichiti, “Kwete, ishe wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa aitaura neni uya akandidaira achiti, “Hauzivi nhai kuti zvii izvozvo?” Ini ndokuti, “Kwete, changamire wangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mutumwa akanga achitaurirana neni, akapindura, akati, kwandiri, “Hauzivi here kuti izvi zvinyiko?” Ini ndikati, “Kwete, ishe wangu.”
Shona 2009?
Ipapo mutumwa akanga achitaurirana neni, akapindura, akati, kwandiri, "Hauzivi here kuti izvi zvinyiko?" Ini ndikati, "Kwete, ishe wangu."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mutumwa akanga achitaurirana neni, akapindura, akati, kwandiri, “Hauzivi here kuti izvi zviiko?” Ini ndikati, “Kwete, ishe wangu.”